1
Musi wakomborerwa, Jehova azorora Wechinomwe wevhiki, Wasarudzwa Mutsvene
Chorus
Tinofara, Tinofara Tinofara nemusi, zororo raJehova
2
Mwari wakapedzisa, Basa rake kusika Ndizvo wakayerisa, Musi wake Sabata
3
Vamwe vakapindura, Vanoda wekutanga Kuti idi munoda, Tsvakayi mumatsamba
4
Vese vane’di voti, Vanhu vakapindura Mubhuku hamunaba Kuti vakapindura
5
Ndizvozvo ndakatsvaka, Ndakavona Sabata Ndakatevera Mwari, Kuchengeta’ro idi
Holy Day, Jehovah’s Rest.
1
Holy day, Jehovah’s rest, Of creation’s week the best; Last of all the chosen seven, Blessed of God, to man ‘twas given.
Chorus
Welcome, welcome, (Welcome, welcome, ever welcome,) Welcome welcome; (welcome, welcome, ever welcome;) Glad we hail its presence blest, ‘Tis the great Jehovah’s rest.
2
First His six days’ work was done, Then the Sabbath was begun; Thus He blessed the seventh day, Thus in resting we obey.
3
Thousands have His plan reversed, Resting now upon the first; Search the book and you shall know, There’s no scripture tells them so.
4
All who speak the truth must say, It was man who changed the day; In God’s word no change appears, Through the whole six thousand years.
5
Thus I searched; and when I saw, Only one great Sabbath law, Then I Hasten to obey, Plainly, ‘twas the only way.
Also in the app in Venda, Tonga, Ndebele. More languages in the app
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.