Bhaibheri

Kusha Mbewu Dzemutsa

SDA · Nziyo · 267

Language

1

Ngati-ungeyi maranzi,Akaraswa munzira Ngati chengeteyi mbeu, Ngatiraseyi hundi Tiwane zororo redu, Tikomborerwe nhasi Nemwoyo wekutivira,Bvisa mhinzwa munzira

Chorus

Kusha mbewu dzemutsa, Kusha mbewu dzemutsa Kusha mbewu dzemutsa, Tokohwa gare gare

2

Hatina hanya nerwiyo, Dakara rwazopera Hatifariri maruva, Dakara azopera Hationiba kunaka, Kwedenga muzhizha Kana kuri patsanisa, Kunere muchirimo

3

Dai tichiziva, Kuti mwana angatonhorwa Kuti asina kufuka, Zvisingatinetsiba Mwana angaona here, Kuti takazarirwa Kuti tingazarirwa here, Neminembo yeminwe

4

Minwe iyo yatonhora, Inoti tondedzazve Nemabasa akaipa, Emunzira yekare Inotitondedza seyi, Nezvakaipa zvedu Tisazo kushe mhinzwaka, Asi maruva kwazvo

Also in the app in Venda, Tonga, Ndebele. More languages in the app

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.