1
Mwenje, nditungamire, Mudima tungamira Ndiri mudima, Kure nemusha tungamira Ndichengete, Handidi kuona zvirikure Tsiko rimwe chete
2
Kare ndaisa kumbira, Kuti ndibatsirwe Ndaizvisarudzira, Zvino nditungamire Ndaidisa nzira inopenya Ndaidada, ndikanganwireyi
3
Simba renyu randikomborera, Tungamira Munzvimbo dzese, Dzakaipa, nedzakanaka, Nengirosi dzichinyemwerera,Dzo ndaida, Ndanga ndisinadzo
Lead Kindly Light.
1
Lead, kindly Light, amid the encircling gloom, Lead Thou me on; The night is dark, and I am far from home; Lead Thou me on. Keep Thou my feet; I do not ask to see, The distant scene; one step’s enough for me.
2
I was not ever thus, nor prayed that Thou Shouldst lead me on; I loved to choose and see my path; but now, Lead Thou me on. I loved the garish day, and, spite of fears, Pride ruled my will, Remember not passed years.
3
So long Thy power hath blest me, sure it still, Will lead me on; O’er moor and fen, o’er crag and torrent, till, The night is gone; And with the morn those angel faces smile, Which I have loved long since, and lost awhile.
Also in the app in Venda, Tonga, Ndebele. More languages in the app
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.