Iwanyi nenguva Yekuponeswa
SDA Nziyo 28
1
Iwanyi nenguva Yekuponeswa, Taura naTenzi, Munozogutswa, Ngeizwi’ro rake Uzadze moyo, Tsvaka kuna Iye Chikomborero
2
Iwanyi nenguva Yekuponeswa, Iwanyi nenguva naJesu ega, Nekumunangisa, Mufane na’Ye, Vese vachaona Jesu kunewe
3
Iwanyi nenguva Yekuponeswa, Musaenda mberi, asi teverai, Jesu Muponesi, Anotungamira, Ndizvo muBhaibheri, Munosimbira
4
Iwanyi nenguva Yekuponeswa, Zvese’zvo zvifungo Zvamunoita, Zvinotungamirwa NdiJesu Kristu, Zve munogadzirwa Humambo hwedu
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.