Bhaibheri

Inopenya Iye Zvino

SDA Nziyo 281

1

Nyenyedzi yakabud’ usiku, Yakapenya nembiri huru Yakatungamira vazivi , Kuna M’ponesi kudanga

Chorus

Inopenya, iye zvino, Ichikupenya nyenyedzi! Inopenya, iye zvino, Yeruponeso, nyenyedzi

2

Vakaziviswa nenzvi redi, M’nguva yeiyi nyeredzi; Vakateera nyenyedziyo, Yayipenya iri Kristu

3

Tinoiteera sevakare, Mwenje wenyika wataurwa; Tinoteera mwenje wayo, Dakara tisvike kudenga

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.