Bhaibheri

Fukidzwa Neupenyu Hwake

SDA Nziyo 294

1

Nangisa Jesu, Hana chitema;Upenyu hwake, hwapiwe’ni Upenyu hwangu nechitema, Hwafukwa nehwake kuchena

Chorus

Ndofukidzwa neupenyu hwake Ndozoziva upenyu hwese Upenyu hwangu hwechitema Hwafukwa nehwake huchena

2

Zvironda zvechitema zvadzama, Zvakatsvuka, Mweya unotya O kufukidzwa nemwi Jesu, Ndosunungurwa nemutemo

3

Ndoda kuziva rusununguro! Jesu ondipa nguwo chena Ndaigashira, yangu ndarasa, Ndinopfeka upenyu hwenyu

4

Ndadzorerwa nerufo rwangu, Ndaruramiswa nemwi Tenzi Ndaereswa neinzwi renyu, Ndozogashira mbiri yenyu

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.