Bhaibheri

Zuva Ririkudoka

SDA · Nziyo · 30

Language

1

Zuva riri kudoka, Pasi rinozorora, Namata nekutenda, Usiku hunouya

Chorus

Yera, Yera, Yera, Tenzi Mwari, Denga rese nepasi,Zvese zvazara ndimwi, Tenzi Mwari

2

Tenzi weupenyu’wo, We zvese pasi pano, Mutiunganidze’su, Mumaoko’wo enyu, Muri pedyo

3

Apo dima rasviba, Werudo tichengete, Moyo yedu ikwire, Pamberi penyenyedzi, Apo muri

4

Kuti apo nguva’yo, Inopera pasi’ko, Tenzi matibvumira, Tichapinda kumusha, Wekudenga

Also in the app in Venda, Tonga, Ndebele. More languages in the app

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.