Bhaibheri

Uyo unoda

SDA · Nziyo · 57

Language

1

Vese’wo vanonzwa, rauranyi Soko rakanaka murese pasi Kuti vanhu vese ngaarinzwe’ri Uyo unoda, uya

Chorus

Uyo unoda, uyo unoda Tuma soko pagomo nemikana Baba wodikanwa akudaidza Uyo unoda, Uya

2

Uyo unouya, nhasi uya Pinda pamusiwo wazarurirwa Jesu ndiyenzira yeidi ega Uyo unoda, Uya

3

Uyo unoda, dawira idi Uyo unoda tiwira ngeizwi Uyo unoda, upenyu narini Uyo unoda, Uya

Also in the app in Venda, Tonga, Ndebele. More languages in the app

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.