Muudze Jesu
SDA Nziyo 64
1
Unoneta mwoyo wako here? Muudze Jesu, Muudze Jesu Unosuwa neurombo here? Muudze Jesu ega
Chorus
Muudze Jesu, Muudze Jesu Shamwari vazikanwa Hakuchina umwe wakadaro Muudze Jesu ega
2
Masodziarikudonha here? Muudze Jesu, Muudze Jesu Mune zvitema zvaigwa here? Muudze Jesu ega
3
Murikutya dambudzo’ro here? Muudze Jesu, Muudze Jesu Iye uchakubatsira iwe Muudze Jesu ega
4
Watya rufo runouya here? Muudze Jesu, Muudze Jesu Unodisa umambo hwaJesu Muudze Jesu ega
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.