1
Ndinoda kutaura kuti Ndaponeswa ngeropa’ro Pamsana’po pemutsa wake Ndichagara kumusha’ko
Chorus
Ndaponeswa, Ngeropa rake, reNyenye Ndaponeswa, Zvendichiri mwana wake
2
Ndinofara ngekuti Jesu Auya kundiponesa Ngekuti kupenya kwake’ko Kuri kunditungamira
3
Ndinotondera Muponesi Ndichiri kufunga ndiye Ndirikuimba nguva dzese Ngerudo rukuru rwake
4
Ndichamuona Mambo wangu Ndoita mutemo wake Achiri kunditungamira Dakara kumusha kwake
5
Chiripo chiremba kudenga Chinondimirira ini Tichaenda ngekukasika Kumusha wake’wo Tenzi
Redeemed! How I Love To Proclaim It!
1
Redeemed! How I love to proclaim it! Redeemed by the blood of the lamb; Redeemed thro’ his infinite mercy His child and forever I am.
Chorus
Redeemed!, redeemed, Redeemed by the blood of the Lamb; Redeemed, redeemed, His child and forever I am.
2
Redeemed! And so happy in Jesus! No language my rapture can tell; I know that the light of his presence, With me doth continually dwell.
3
I think of my blessed Redeemer, I think of him all the day long; I sing; for I cannot be silent; His love is the theme of my song.
4
I know I shall see in his beauty, The King in whose law I delight; Who lovingly guardeth my footsteps, And giveth songs in the night.
5
I know there’s a crown that is waiting, In yonder bright mansion for me; And soon, with the spirits made perfect, At home with the Lord I shall be.
Also in the app in Venda, Tonga, Ndebele. More languages in the app
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.