1
Kuti Tenzi anoridza tsuri yekuguma ’Iyo, Apo nguva yepasi yapera’wo; Kuti vakanaka vese vanounganidzwa’po Mazita anodaidzwa, ndiripo.
Chorus
Mazita anodaidzwa (3 times) Anodaidzwa kudenga, ndiripo
2
Pamusi’wo vanomuka vakafa kuna Kristu, Vanoona mbiri huru yake’yo Apo vasarudzwi vanosangana kumusha’ko, Mazita anodaidzwa ndiripo
3
Ngatibate basa rake kuti rinozopera; Ngatishumaire rudo rwaMwari Ndizvo Jesu anouya kutora vanhu vake, Mazita anodaidzwa ndiripo
When The Roll Is Called Up Yonder
1
When the trumpent of the Lord shall sound, and time shall be nomore, And the morning breaks, eternal, bright and fair; When the saved of the earth shall gather, over on the other show, When the roll is called up yonder, I’ll be there.
Chorus
When the roll is called up yonder, When the roll is called up yonder, When the roll is called up yonder, When the roll is called up yonder I’ll be there.
2
On that bright and cloudless morning, when the dead in Christ shall rise, And the glory of His resurrection share; When His chosen ones shall gather, to their home beyond the skies, When the roll is called up yonder I’ll be there.
3
Let us labour for the Master, from the down till setting sun, Let us talk of all His wondrous love and care, Then, when all of life is over, and our work on earth is done, When the roll is called up yonder I’ll be there.
Also in the app in Venda, Tonga, Ndebele. More languages in the app
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.