Bhaibheri

Mweya Wakachena

UMC Nziyo 103

1

Mweya wakachena Chenesai mwoyo wangu, Dzingai zvitondero zvese Zvinondishatisa.

2

Mweya Wakachena, Farisayi mwoyo wangu, Nguva ndefu ndakatadza, Handisakamuda.

3

Mweya weKupenya, Vhenekerayi mwoyo wangu; Dzingai dima rangu rese Kuti ndimuzive.

4

Mweya M'tsvene wedi, Ndiiteyi munhu wenyu, Nditongeyi zvakanaka, Muve Mambo wangu.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.