Bhaibheri

Jesu Muri Tenzi

UMC Nziyo 126

1

Jesu muri Tenzi Mwana wemusiki Muponesi wedu tinomukumbira.

2

Tipfuweyi, Tenzi, kune mwoyo wenyu, Tipeiwo, Tenzi, Mwoyo yakanaka.

3

Titungamireyi, mune rwendo rwedu, Tiri pasi pano, kune denga renyu

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.