Bhaibheri

Nditungamireyi Baba

UMC Nziyo 227

1

Nditungamireyi Baba Nditungamireyi kwadi, Ndinofara ndiri wenyu Ndinomuda nguva dzese.

Chorus

Baba Baba Nditungamirei nhasi, Kuti ndisasiya nzira Nditungamirei Baba.

2

Muri bako rakanaka Mumadambudziko ese, Ndachengetwa ndiri wenyu, Ndinokoya rudo rwenyu.

3

Tenzi, nditungamireyi Misi yese yeupenyu, Kune nyika yekudenga, Kune musha wakanaka.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.