Femerai Mandiri
UMC Nziyo 260
1
Femerai mandiri Mweua Mutsvene, Kuti ndide zvamunoda Nekuita semi.
2
Femerai mandiri Ndichenesei mwoyo; Ndide chinhu pamwe nemi Chete kuda kwe-nyu.
3
Femerai mandiri, Ndiwe wenyu chese; Kuti zveupenyu hwangu Zvipenyeswe ne-mi.
4
Femerai mandiri Kuti ndisazofe Asi ndizogara nemi Nekusingaperi.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.