Kare Mwari Vakasika
UMC Nziyo 331
1
Kare Mwari wakasika Murume nemukadzi wake, Vese vanga vakanaka Apo vakasikwa ndiye. Mwari anokohomedza Kuti vanhu vatinhidzwe, Ngavasiye baba, mai Vatorane nekudanana.
2
Iri jaha nemhandara Vanouya kutinhidzwa, Kuva murume nemukadzi, Semutemo wenyu, Baba, Ndizvo tinomukumbira, Vaiteyi nyama imwe, Ngavapiwe mwoyo umwe Kuti vazobatsirana.
3
abatsirei mumba mavo
4
Muupenyu hwavo hutsva, Venekerai mwoyo yavo Nekuvatungamirira; Ngavapiwe simba zvino Vaifambe nzira yenyu, Misi yese yeupenyu, Mwari, Baba, Mubatsiri.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.