Bhaibheri

Apo Ndanzwa Nyaya

UMC Nziyo 349

1

Apo ndonzwa nenyaya yakanakisa Izvo Jesu akange ari pasi, Wakadaidza vana vese sehwai dziri dzake Ndinodisa kuvapo navo vese.

2

Dai mawoko aJesu akandibata, Dai Jesu akandigumbatira, Nekuwona usu hwake, achiti kune vese, Regai vana vauyewo kuneni.

3

Asi nhasi ndoenda kundonamata naye, Kukumbirawo rudo nechisepe, Kuti ndichimutsvakisa ndiri pasi pano zvino, Ndinoziva'zvo ndichazomuwona.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.