Bhaibheri

Jesu Tenzi Abarwa

UMC Nziyo 351

1

Jesu tenzi abarwa, abarwa Akarara mudanga, Tinoda kumuimbira Tinoda kumuremekedza, Mambo wedu abarwa Ngatiridze mhururu.

2

Mai wake Maria, Maria, Anofara nemwana. Zvino toridza mhururu Kutambira mwana mutsva. Vana vese farayi, Yazobarwa shamwari.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.