Bhaibheri

Inzwai! Chiyi Ayo Mazwi

UMC Nziyo 55

1

Inzwai chiyi ayo mazwi Anoimba kumusoro? Ingirozi dzinofara Dziri kuimbira Jesu.

2

Inzwai! Zvino mazwi adzo Dzinoimba zvakanaka Rutunhidzo kunaJesu Nerufaro pasi pano.

3

Runyararo pasi pano, Rudo kune vanhu vese, Imi, muri kununurwa Imbai nhasi nengirozi.

4

Pasi pese nekudenga Ngazvikudze Jesu Kristu, Ngatimutambire Mambo, Muprofiti naM'ponesi.

5

Chimbidzayi kuwombera, Remedzayi zita rake, Taurayi kune vese Kuti ari Mambo wavo.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.