Forgiveness · Kuregerera
6 verses
Grace for forgiving and being forgiven.
- Mapisarema 103:12
Sokuva kure kwamabvazuva namavirira, Saizvozvo akabvisa kudarika kwedu kwose kure nesu.
As far as the east is from the west, so far hath he removed our transgressions from us.
- Mateu 6:14
Nokuti kana muchikanganwira vanhu kudarika kwavo, Baba venyu vari kudenga vachakukanganwiraivo.
For if ye forgive men their trespasses, your heavenly Father will also forgive you:
- Mateu 18:21
Zvino Petro wakavuya akati kwaari: Ishe hama yangu ichanditadzira kangani ko ndikaikanganwira, kusvikira kanomwe here?
Then came Peter to him, and said, Lord, how oft shall my brother sin against me, and I forgive him? till seven times?
- Ruka 6:37
Musatonga, nemi hamungazotongwi; musapa mhaka, nemi hamungazopiwi mhaka; sunungurai, nemi muchasunungurwa vo.
Judge not, and ye shall not be judged: condemn not, and ye shall not be condemned: forgive, and ye shall be forgiven:
- VaEfeso 4:32
muitirane moyo munyoro, munzwirane tsitsi, mukanganwirane, se zvamakakanganwirwa naMwari.
And be ye kind one to another, tenderhearted, forgiving one another, even as God for Christ’s sake hath forgiven you.
- VaKorose 3:13
muitirane moyo murefu, muchikanganwirana, kana munhu anemhosva nomumwe; Kristu sezvaakakukanganwirai, muite saizvozvo nemi vo.
Forbearing one another, and forgiving one another, if any man have a quarrel against any: even as Christ forgave you, so also do ye.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.