Mapisarema 131
Psalms 131 · 3 verses
NIV, NKJV, AMP, NET and BBE in the app
1Jehovha, moyo wangu hauzvikudzi, meso angu haana manyawi; Handine hanya nezvinhu zvikuru-kuru, Kana nezvinhu zvinondikurira.
2Zvirokwazvo ndakavaraidza mweya wangu nokuunyaradza; Somwana wakarumurwa ari pana mai vake, Mweya wangu wakaita kwandiri somwana akarumurwa.
3Imi Isiraeri, tarirai kuna Jehovha Kubva panguva ino kusvikira pakusingaperi.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.