Hakuna hama kupinda Jesu
AFM Nziyo 142
1
HAKUNA hama kupinda Jesu, Hakunaba, hakuchina. Hakuna umwe kurapa vese, Hakunaba, hakuchina.
Chorus
Jesu ndiye shamwari yedu, Anonatsa kutungamira, Hakuna umwe kupinda Jesu, Hakunaba, hakuchina.
2
Hakuna mumwe mukuru zveba. Hakunaba, hakuchina. Hakuna umwe mununudziri, Hakunaba, hakuchina.
3
Hakuna chipo chikuru zveba, Hakunaba, hakuchina. Hakuna umwe kurapa mwoyo, Hakunaba, hakuchina.
4
Hakuna nguva tisingaonwi, Hakunaba, hakuchina. Hapana nzvimbo asingazivi, Hakunaba, hakuchina.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.