Bhaibheri

Rumbidzai vanhu mose!

AFM Nziyo 15

Rumbidzai, vanhu mose! Xhosa, 218

1

RUMBIDZAI , vanhu mose! Zvirumbidze, zvinhu zvose! Nhasi musi wokukudza Nhasi musi werufaro.

2

Mununuri wakazvarwa, Rufaro rwakauyiswa, Nhasi tsitsi dzakauya, Nhasi kupona kwakauya.

3

Haana kuuya sehondo, Fambisai idzi nhau, Kuti nedzo tsitsi dzake Wauya kuzotifira.

4

Fambisai idzi nhau Dziende panyika yose. Tendaika vanhu mose! Nezvinhu zvose zvitende!

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.