Bhaibheri

Hosana wokudenga

AFM Nziyo 14

Hosana wokudenga Xhosa, 57

1

HOSANA wokudenga, Ndoimba nezwi rangu, KuMwana waDavid, Wauya Kwandiri, Hosana, ndiyamure Pakurema kwangu: Wauya asadanwa Muponisi wangu.

2

Ndoshonge dzakadini Azondishanyira? Mugadziriri iwe Moyo wako wose, Ndoupira kwauri Mununuri wangu, Upfugame namabvi Chokwadi ‘she wangu.

3

Ndasunungurwa newe Mudhorongo rangu: Rakadimurwa newe Iro joti rangu Rakandirasikisa Ndasiya upenyu Wakandifarisazve Pakuchema kwangu.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.