Bhaibheri

Madeko paKa

Anglican · Nziyo · 160

1

MADEKO paKa- pernaume Vanhu vakauya Navanorwara vavozve Kurapwa naJesu.

2

Vazhinhi vakaporeswa Ngemwana waMwari Nemweyawo wakaipa Wakabviswa naye.

3

Vazhinji vanamarwere Vakuya vose Zvirema namapofuwo Nevane mapere.

4

Mumwe musi muche- mbere Mbuya waSimoni Achirwara kumba kwake Akaporeswawo

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.