Bhaibheri

Mumwemusi vadzimai nevana

Anglican · Nziyo · 163

1

MUMWEMUSI vadzimai nevana Vakauya kuna Tenzi Jesu.

2

Vadzimai vanomuunzira Vacheche kuti avade vese

3

Vapostori vese vakaramba Tenzi Jesu atsamwa akati,

4

Regai vapwere kuti vauye, Vakakomborerwa vakadare.

5

Wakatora muruoko rwake Akavabatazve somudisi.

6

Uyai, uyai,uyai kuna Jesu Imi mose kuno Muponiso.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.