Bhaibheri

A! Jesu Muteuro wedu

Anglican · Nziyo · 190

O saving Victim! Opening wide

1

A! JESU Muteuro wedu, Unotizururira denga, Dzinotinetsa mhandu dzedu, Utipe zvino simba rako.

2

Ngautunhidzwe nokutendwa Utatu uri Mwari mumwe Utipewo upenyu Hwako Munyika yedu yokudenga.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.