Bread of Heaven, on thee we feed
1
CHINGWA chokudenga, Nyama yedu yedi, Tenzi zuva rese Gutsa mweya yedu. Wakafira isu, Tipe simba rako.
2
Waini yokudenga, Ropa rakapiwa. Tenzi tiponise Ngemaronda ako, Ngatiitwe nhengo Dzomuviri wako.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.