Creator of the starry height
1
TENZI wasika denga Kupenga kwavanhu vako Jesu muponisi wedu Inzwai minamato yedu.
2
Zvo wakunge une nyasha Pana vanhu vane mhosva Wakaponisa mukufa Ngezvipo vetsitsi dzako
3
Izvo nguva yakasvika Iwe ngetsitsi norudo Wakasunungura pasi Ngekubarwa ndiMaria
4
Zvino vese vanokudza Zita rako rine mbiri Zvese zvedenga napasi Zvinokubvuma saMambo
5
Takuteta Muponisi Uchatonga pakuguma Tikotse, tigere pano Muzano remhandu yedu
6
Ngatipi zvino narini Mbiri kunaMwari Baba Mbiri kunoMukorore Naye Mweya Unoyera.Amen.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.