Bhaibheri

Vanhu vachifudza hwai

Anglican · Nziyo · 42

Shepherds in the fields abinding

1

VANHU vachifudza hwai Kune paUsiku Vakadzwa ngerosi zhinji Dzichiimba rwiyo. Mbiri kumusorosoro.

2

Vakatya zikuru kwazvo Vachiona hondo Yengerosi dzokudenga Dzichifarisisa

3

Farisai musatyeba Kristu aberekwa Mundoenda komutsvaka Uko Beterehema.

4

Uko dzinogara ngombe Kune kakomana Ndiye mwana wokudenga Auya kunesu

5

Vakaenda kom'ombera Vakam'virikidza Chivandiki chinoyera Mwari ava nyama

6

Zvino Josefa naMaria Pamwe navafudzi Vakacherechedza Mwari Ngatimukudzise.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.