Bhaibheri

Pausiku hunoyera

Anglican · Nziyo · 43

Silent night

1

PAUSIKU hunoyera Kune nyika iri kure Yakajeka nyenyedzi yaTenzi Chioniso chaMwari wediko Iyo Tenzi abarwa. Iyo kwabarwa Mesiya.

2

Baba wake akashama Mai wake akafara Mwana wavo M'ponisi wavanhu Akakudzwa zvikuru niMwari Pasi pese farai! Mwari azotishanyira.

3

Mune danga radzo ngombe Azobarwa Mwana mutsva Ndiye Mwana waMwari mupenyu Niye rudo rwaBaba kunesu Ndiye mudi wavanhu Nomudikani wevese.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.