Forty days and forty nights
1
MAZUVA nousiku Aya makumi mana Wakaziya kugwenga Uchirunzirwa Tenzi.
2
Wakapiswa ngezuva Wakatota ngebeto Wakagara nemhuka Wakatsamira mahwe.
3
Hatinzwi shungu here Nokurega kufara Titsanye tinamate Tinzwe nhamo saiwe.
4
Satan' achirunzira Nyama yedu nomweya Iwe mukundi wake Tibatsire tikunde.
5
Ndizvo tinonyaradzwa Tinofadzwa zvikuru Ngerosi dzinopenya Dzinobatsira isu.
6
Tichengete M'ponisi Tigare pedyo newe Tizoonekwe newe Ngemusi wokumuka.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.