Bhaibheri

Famba muumambo hwako!

Anglican · Nziyo · 63

Ride on, ride on in majesty

1

FAMBA muumambo hwako! Uri pambongoro yako; Vanhu vese vachiimba Nemichindwi nezviimbo.

2

Famba mumambo hwako! Kupfumvu, nhamo, norufo! Kristu mbiri yavambira Kukunda guva neshungu.

3

Famba muumambo hwako! Ngerosi dzese dzedenga Dziri kusuwa nyamusi Ngepfungwa yomuteuro.

4

Famba muumambo hwako! Kupfumvu,nhamo, norufo! Baba pachigaro chake Ari kumirira Mwana.

5

Famba muumambo hwako! Kupfumvu, nhamo, norufo! Masure mezvo simuka Utonge mumbiri yako.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.