Bhaibheri

Unogamuchirwa zvino

Anglican · Nziyo · 64

1

UNOGAMUCHIRWA zvino PaJerusarema, Unofamba pambongoro Ine mhuru yayo

2

Unogamuchirwa zvino PaJerusarema, Vanhu vese vachifara Kukuona zvino.

3

Unogamuchirwa zvino PaJerusarema, Michindwi navo matavi Zvaperera nhasi.

4

Unogamuchirwa zvino PaJerusarema, Hosana Hosana kune Mwana waDavidi.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.