Bhaibheri

Imi vadaviri

Anglican · Nziyo · 83

Come, ye faithful ,raise the strain

1

IMI vadaviri Farirai mese, Mwari waponisa Israeri wake, Vana ivakasungwa Kare ndiye Faro, Vakabira nyanza Vakasunungurwa.

2

Imbirai Kristu, Waparura guva , Achibuda nhasi Zuva rine mbiri; Dima rechitadzo Ndiye waridzinga, Ruvheneko rwedi Rwativhenekera.

3

Musi wokumuka, Musi wokupenya; Tafariswa ndiye Wapedzisa nhamo. Kuna Mambo wedu, Wakurira kufa, Zvino ngatiipmbe Tese Areruya.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.