Bhaibheri

Nhungamiri. Jesu nhasi wamuka mukufa

Anglican · Nziyo · 84

1

Nhungamiri. Jesu nhasi wamuka mukufa; Vanhu . Vese vanhu pasi vaona kuti ndiye Mwana waMwari mukuru. Trebles. Ngerosi kuguva dzakataura kuti,Wamuka, Vanhu.Amen, Amen, A-re-ruya, Amen.

2

Vadzidzi vake vaka-shamiswa; Vese vanhu pasi vaona kuti ndiye Mwana waMwari mukuru

3

Kwakaenda mbiri muJudea rese-

4

Wakakunda simaba rake Satani-

5

Ngatinyinde ndiJesu Mwana waMwari-

6

Ngatimuke naye mukumuka kwake-

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.