Bhaibheri

Handikodzeri Mambo

Catholic · Nziyo · 100

C. Takura

Chorus

M Handikodzeri Mambo kuti mupinde muneni x2 V: S/A Handikodzeri Mambo, Mambo handikodzeri kuti mupindewo munenii B Mambo handikodzeri handikodzeri Mambo kuti mupinde muneni

Chorus

M Taurai izwi chete Mambo x2 S/A Ingotaurai izwi chete, ingotaurai izwi mweya wangu uponeswee B Mambo tauraii izwii, Mambo taurai mweya wangu uponeswee

1

Mweya wangu rumbidza Mwari, mukati mangu mose rumbidza zita rake sande

2

Mweya wangu rumbidza Mwari, usakanganwe wakaitirwa naye zvakanaka

3

Iye anoreverera zvikanganiso zvose, anokuporesa paurwere hwako hwose

4

Iye anokununura hupenyu, rupenyu rwako anokuporesa paurwere hwako hwose

5

Mwari akaita basa rakarurama, akaitira vanotambudzwa zvakarurama

6

Mwari ndiye rudo netsitsi, anononoka kutsamwa azere norudo

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.