Sr Dolores Nyathi (HLMC)
Chorus
M: S Uyai kuzopfugamira V: S/A Hu-yai, Hu-yai kuzopfugami-raa Mambo wavapenyu vose B --- Huyai kuzopfugamira, kuzopfugamira-a Mambo wavapenyu vose
1
Dai mambo mairangarira zvisakarurama ndianiko airamba amire Mambo
2
Asi matadzo anoregererwa nemi kuti vanhu vakukudzei
3
Ndinorindira Mambo mweya wangu unotarisira shoko rake kupfuura varindi vanorindira rungwanani
4
Nokuti kuna Mwari kune ngoni uye kwaari kune kununurwa kukuru
Chorus
All Mambo inzwai kuteterera kwangu, Mambo inzwai kuteterera kwangu, nzeve ngadziteerere, ndakadanidzira kwamuri Mwari, ndiri makadzika
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.