M. Matondo
Chorus
M: Handirevi kuti ini ndakato-budirira V: B Ini ndatogarwa --- ndatogarwa naKristo, ndatogarwa naKristo, ndichamhanyira ndichamhanyira, ndichikanganwa zva-nda-kaita shure, kuti ndigopihwa mubairo unodanidzirwa naMwari kuhu-penyu hwokudenga. S/A Ini ndatogarwa naKristo, ini ndatogarwa naKristo, ini ndichamhanyira kuchinangwa, ndichikanganwa zva-nda-kaita shure, kuti ndigopihwa mubairo unodanidzirwa naMwari kuhu-penyu hwokudenga.
1
Handisati ndave munhu akarurama, ndinoramba ndichiedza.
2
Isu tose tave vanhu, vanhu vakuru mune zvinhu zvomweya.
3
Kana vamwe venyu vachinge, vane dzimwe pfungwa, Mwari vachaisa zvinhu izvozvo pachena.
Chorus
S/A Zvino ngatirambe takananga mberi, takabatisisa iwoyu murairo chete, wakatisvitsa, patave zvino. B --- Ngatirambe, ngatirambe takananga, takabatisisa takabata murairo woururami, wakatisvitsa patave zvino.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.