V.M. Nyapokoto
Chorus
M Hapana chatingagona Mwari V: S/A Tisina simba renyu Mwari hapana chatingagona tinokumbirisa mumutse mweya yedu tibereke mabasa akanaka B --- Simba renyu Mwari --- chatingagona tinokumbirisa kuti --- mweya yedu tibereke mabasa akanaka
1
Mutsai mukati medu vatenderi vakasimba
2
Pedzisai basa renyu mumweya yedu
Chorus
S/A Kuti tikure muchido nokuparidzira chitendero cha-takapiwa no- mwanakomana wenyu B --- Tikure tikuure chitendero cha-takapiwa no-mwanakomana wenyu
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.