Sr Martha Chrysostoma Muza (LCBL)
Chorus
M: Vakachingura Mambo vanhu vazhiji zhinji V: S/A Vakachingura Mambo vakatakura masanzu emirara vachiti hosana hosana vanhu vazhinji vakachingura Mambo vachiti hosana hosana B --- Hosana, hosana – nzu – e-mirara mirara, hosana, hosana vanhu hosanna, Mambo vachiti hosanna hosana
1
Nyika ndeya Mambo nazvose zvirimo
2
Nyika yose navageremo ndeya Mambo
3
Ndiye wakaitega pamusoro pamakungwa
4
Nokuisimbisa pamusoro penzizi
5
Zarukai imi masasa epasichigare
6
Zarukai kuti Mambo wokubwinya apinde
7
Ndiyaniko iye Mambo wokubwinya
8
Ndiye Mambo ane simba noumhare
9
Ndianiko iye Mambo wekubwinya
10
Ndiye Mambo wehondo, Mambo wokubwinya
Chorus
S/A/T Vakachingura Mambo vachiti hosanna-a hosanna B Mambo, vachiti hosanna hosana
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.