P.F. Banga
Chorus
M Vakakomborerwa vakachena pamwooyo V: S/A Vakachena-ha pamwoyoo vakakomborerwaa vachaona chiiso chaMwari vakachena pamwoyo vakakomborerwa B Vakachena-ha pamwoyoo vakakomborerwaa --- chiiso chaMwari vakachena pamwoyo vakakomborerwa
1
Mweya wangu unenyota yaMwaari mupenyu ndichaasvika riniko ndione chiso chaaMwari
2
Misodzi yanguu yakanga iri kudya kwanguu masikati nousiku
3
Pakutaura kwavavengi kwaandirii vachiiti Mwari wako aripikoo
4
Unosuwireiiko mweya wanguu unoshaiwa rugare neeiko mukati manguu
5
Akakomborerwa ane hanya navarombo Mwari achamurwiraa nomusi wezvakaipa
6
Imi muchamuchengetaa nokumururamisa muchakomborerwa panyiikaa
7
Mwari achamutsigira panhowo yourwere achamushanyira pakurwadziwa kwaake
Chorus
B Tariraha – tarira-ha kunaMwariii ndichamurumbidza Mwari-hi --- kuponesa kwaake S/A --- Kuna Mwari kuna Mwari ndichazomurumbidza nokuda kwokuponesa kwake
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.