S. Mushete
Chorus
Part 1: M: Vakakomborerwa vakakokwa kumabiko V: S/A Kumabiko-o omuchato – kumabiko-o omuchato, vakakomborerwa vakakokwa-a kumabiko omuchato wehwayana T Omuchato wehwayana kumabiko omuchato – vakakomborerwa havo-o kumabiko wehwayana B Omuchato – wehwayana – omuchato – wehwayana, vakakomborerwa havo-o vakakokwa-a kumabiko omuchato hwehwayana
1
Mweya wangu – nenyama yangu – zvinodana-ha kuna Mwari mupenyu – havo vakakokwa kumabiko
2
Musha wangu – idara renyu rinoera Mambo wangu – naMwari wangu – havo vakakokwa kumabiko Part 2:
3
Vakakomborerwa vanogara mumba menyu
4
Vanogara vachikurumbidzai – vanogara vachikurumbidzai
5
Vakaropafadzwa vanhu vanorubatsiro rwenyu
6
Kana vachizvigadzirira rwendo rwavo
7
Vanofamba nesimba-a vanofamba nesimba vanosvika pamberi pa-Mwari
Chorus
B Kana vachipfuura – kana vachipfuura-ha vanoriita nzvimbo ina matsime S/A --- Nomubani rakaoma – vanoriita nzvimbo ina matsime
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.