Bhaibheri

Vana Uyai Muone Mwana Wakanakisa

Catholic · Nziyo · 1078

C.T. Mujuru

Chorus

M: Vana uyai muone mwana wakanakisa V: S/A Sanodzikai muone mwana wakanakisa, arere muchidyiro chemombe, wakabva kudengaa, ndiye Mambo musiki wedu B Sanodzikai muone mwana wakanakisa, arere muchidyiro, wakabva kudenga, mwanayo, ndiye Mambo musiki wedu

1

Vangere vamutungamira, rati ngwe rima rousiku Mambo, ndiitirei tsitsi. Muone mwana wakanakisa

2

Regai kutya anoda kushamwaridzana nemiwo. Muone mwana wakanakisa

3

Mubako chando chinopinda mwana rombo unochemei, Mambo ndiitirei tsitsi. Muone mwana wakanakisa

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.