A.Mugabe
Chorus
M Vana vaMwari tarirai kuna Mwari Tarirai kuna Mwari Kudavira & Chorus: S Tarirai kuna Mwari zvino namazuva ose --- Alleluya tarirai kuna Mwari B Tarirai kuna Mwari --- namazuva ose vana vaMwari kuna Mwari
1
Mwoyo wangu hauzvikudzi meso angu haana manyawi
2
Handine hanya nezvinhu zvikuru kana zvinondikurira
3
Mweya wangu wakaita kwandiri somwana wakarumurwa
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.