Bhaibheri

Hosi Yedenga Chifarai

Catholic · Nziyo · 108

M. Augustine

Chorus

M Hosi yedenga chifarai Alleluya chifarai V: All Hosi yedenga chifarai uyo wamakakodzera kubereka wamuka sokureva kwaakamboita wamuka Alleluya

1

Mutireverere kuna Mwari

2

Farai Maria muvirigo

3

Mambo wedu Yesu Kristo wamuka

Chorus

S/A Wamuka Mambo wedu Yesu Kristo wamuka Alleluya B Wamuka chokwadi Alleluya wamuka Alleluya

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.