Bhaibheri

Vanhu Vorudzi

Catholic · Nziyo · 1088

J.K. Dzingai

Chorus

M: Vanhu vorudzi V: All Zvino mava vanhu vorudzi vanhu vorudzi rwaMwari, zvino mava vanhu vorudzi, mava vanhu, vanhu vorudzi rwaMwari

1

Makuhwa kuvengana noutsinye ngazviregerwe

2

Kugodorana kushorana pagungano ngazviregerwe

3

Pfundipfundi kusada kuregerera vamwe ngazviregerwe

4

Kupfipfidza kusekana kukwenyana pagungano ngazviregerwe

Chorus

All Kanganwai zvose kanganwai zvose, zvinotadzisa mweya yenyu kuonana naMwari

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.