R. Mandigo
Chorus
M: Wamuka muponesi wamuka V: S/A Wamuka wamuka mwana waMwari wamuka nokufara kukuru wakakurira rufu B --- Wamuka muponesi wamuka mwana waMwari wamuka nokufara wakakurira rufu
1
Yeso mwanakomana waMwari akauya pasi pano
2
Hwayana yaMwari inobvisa zvitema
3
Onai simba raMwari wamuka muponesi
Chorus
B Alleluya onai simba raKristo Alleluya Alleluya mumbiri yake-e waamuka muponesi S/A --- Alleluya onai simba raKristo wamuka mumbiri yake waamuka muponesi
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.