E .Chigoromondo
Chorus
M Yakakomborerwa mimba V: S/A Yakatakura Mambo wedu Yesu yakakomborerwa mimba yaMaria yakatakura Mambo B --- Mambo wedu Yesu yakakomborerwa mimba yaMaria --- Mambo T Vanonzwa dama vanonzwa dama raMwari vakanyanyokomborerwa havo vachirichengeta Part 1: Part 2:
1
Vakaropafadzwa avo 8.Mwoyo wangu
2
Vanonzwa shoko raMwari 9.Unokudza Mambo
3
Nokurichengeta 10.Mweya wangu
4
Ani nani anoita 11.Unofara naMwari muponesi wangu
5
Kuda kwaMwari 12.Akaratidza simba rake
6
Ndiye munun'na wangu 13.Noruoko rwake
7
Naamai vangu 14.Akaparadza vaizvikudza – Yakakomborerwa mimba – Yakakomborerwa mimba Part 3:
8
Akabvisa madzimambo
9
Pazvigaro zvavo zvoushe
10
Akadukupisa
11
Vane nzara
12
Akavagutsa nezvakanaka
13
Akadzosera
14
Vapfumi vasina – Yakakomborerwa mimba
Chorus
All Mambo wedu Yesu yakakomborerwa mimba yaMaria yakatakura Mambo
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.