E.J. Maposah
Chorus
M: Yakakomborerwa mimba yaMaria-a V: S/A Mimba yaMaria-ia-a yakatakura-a Mambo wedu Yeso-o B Mimba yaMaria yakakomborerwa-a yakatakura Mambo wedu Yeso-o
1
Vakaropafadzwa ivo-o vanonzwa shoko raMwari vachiriterera nokurichengetaa.
2
Ani nani anoita kuda kwaMwari-i ndiye munun'una wangu naamai vangu.
3
Akaratidza simba rake noruoko rwake-e akaparadza vaizvikudza-a.
4
Akabvisa madzimambo pazvigaro zvawo-o zvou-she akaadukupisa-a.
5
Vane nzara akavagutsa nezvakanaka-a akadzosera vapfumi vasina-a.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.